Karenda ya Gregori
From Wikipedia, the free encyclopedia
Karenda ya Gregori ndiyo karenda inoshandiswa munyika zhinji. Yakatangwa muna Gumiguru 1582 na Pope Gregory XIII sechigadziriso chidiki cheKarenda ya Juriyasi, zvichideredza avhareji yegore kubva pamazuva 365.25 kuenda pamazuva 365.2425, uye kugadzirisa kudonha kwe 'tropical' kana 'solar' gore izvo zvisiri izvo zvakakonzera mukati memazana emakore akatevera.