nyika mu North America From Wikipedia, the free encyclopedia
Mehiko (kureva Mexico) kana Mekgiko/Mekxiko, pachihofisi ichinzi Mubatanidzwa weMavuso eMehiko, inyika iri chidimbu chekuchamhembe kwe Amerika Maodzanyemba. Yakaganhurana ne Mubatanidzwa we Mavuso; kuchamhembe ne kumadokero neGungwa re Pasifiki; kuchamhembechemabvazuva ne Gwatemala, Bhelize, uye Bhahari re Karibhi; uye kumabvazuva ne Gahwi re Mehiko. Mehiko inofukidza 1,972,550 skweya makiromita (761,610 sk mi), zvichireva kuti ndiyo nyika yechigumitatu pakukura pasirose ne ruwa; neufungidzirwa we 126,014,024 wehuwandu wevagari, ndiyo nyika yechigumi pakati pedzimwe nyika dzine huwandu huzhinji hwevagari vanotaura Chispeini. Mehiko irudhende rwe rufedherari rwakarongeka rwune mavuso 31 uye Guta Mehiko ndiro gurarimodza rayo. Mamwe maruwa eebheni anosanganisa Mondereyi (kureva Monterrey), Gwadhalahara (kureva Guadalajara), Pwebla (kureva Puebla), Toluka (kureva Toluca), Tihwana (kureva Tijuana), Siwudhadha Hwarezi (kureva Ciudad Juárez), uye Rewoni (kureva León)
Guta guru racho iMexiko City.
Vanhu vekuMehiko vanonzi Vamehiki uye munhu mumwechete anonzi Mumehiki/Mmehiki.
Zita rokuti Mekgiko kana Mehxiko rinotodza ruzha uye bhii reChishona risina manyorirwo rinowanikwa mumashoko akaita senge hxede, kgede, kana hxada, kgada - anonzwika senge munhu arikuhora mate, muduramazwi reChivanhu rokudhara mashoko aya aishandiswa ana "x' senge px, pkg muna pxere, kana pxanya.
Amerika Maodzanyemba | |||||
Andigwa ne Bharibhudha · Bharibhadhosi · Bhelize · Dhominika · Eri Savhadho · Girenadha · Gwatemala · Haiti · Hondurasi · Jamaika · Kanadha · Kosta Rika · Kyubha · Mabhahama · Mehiko · Musande Kitsi ne Nevhisi · Musande Rukia · Musande Vhinzone na Girenadhinezi · Nikaragwa · Panama · Rudhende rwe Dhominika · Trinidhadha ne Tobhago · Mubatanidzwa weMavusi |
Nyika | ||||
Angwila · Arubha · Bherumudha · Bhonayi · Zvitsuwa zve Bhuritani Virigo · Zvitsuwa zva Kayimani · Kyurakao · Girinilandi · Ghaudhelupu · Matinike · Mondiserati · Chitsuwa Navhasa · Pweto Riko · Musande Bhatelemi · Musande Maritini · Musande Petro ne Mikeroni · Saba · Sinthi Ustashisi · Zvitsuwa zve Maturuki ne Kaikosi · United States Virgin Islands |
Zvisi ne Materitori ekunze |
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.