Mazambuko, Mzambuko (kureva Mozambique, Put: Moçambique kana República de Moçambique, Che: Mozambiki; Swa: Msumbiji; Tso: Muzambhiki ) kana Mozambiki, Mzambiki, inyika iri kuChamhembechemabvazuva eAfurika. Nyika dzakaikomberedza dzinoti: Tanzania iri kumaodzanyemba; Malawi neZambia dziri kuMaodzanyembaemadokero; Zimbabwe iri kumadokero; Eswatini neAfurika Chamhembe dziri Chamhembechemadokero. Kumabvazuva kwayo inoganhurana neGungwa India. Mazambuko inopatsanurana neMatagadzikwa paMuronga we Mzambuko. Gutaguru re Mazambuko rinonzi Maputo. Manika iri pedyo ne guta reMutare. Mutungamiri wekutanga wenyika iyi ainzi Samora Machel.

Imwe horokodzwa Rudhende rwe Mazambuko, Mitauro ye chihofisi ...
Rudhende rwe Mazambuko
Mitauro ye chihofisi
Chiputukezi: República de Moçambique
Chichewa: Dziko la Mozambiki
Chiswahiri: Jamhuri ya Msumbuji
Chitsonga: Riphabliki ya Mozambiki
Chindau: Nyika ye Mazambuko
National motto: Todos somos uno
Vhura

Vanhu vekuMazambuko vanonzi Vamzambiki uye munhu mumwechete anonzi Mumzambiki.

Zita rekuti 'Mozambique', renyika ye Mzambuko inonzi yakadanwa kutodza munhu wakamboitonga muchikare wainzi Musa Ben Mbiki.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.