Nyamatsatse
From Wikipedia, the free encyclopedia
Nyamatsatse (kureva Mercury; chikwangwani: ) Nyamatsatsi kana Nyamasasa chindeya chidiki kwazvo muMutandiro weMushana. Nyamatatse ndicho chindeya chonoteera mushure Zuva, izvi zvinoreva kuti ndiro pakata pezvindeya zvese riri pedyo nezuva. Kumashure kwaro kunaHweva, uye mukuboterera Zuva kwaro rinotora mazuva 87.97 eRinopasi, inguva pfupi pane zvimwe zvindeya zvese zvinopoterera zuva.