Ruambamhuka
From Wikipedia, the free encyclopedia
Ruambamhuka (Zoology kuChirungu) ibazi rechidzidzo cheRuambamhenyu rinotarisa zvemhuka. Zvarinobata zvinosanganisira: chimiro chemhuka, kubereka kwadzo, matunhu dzinogarwa nemhuka, uye kuti rudzi rwemhuka rwunorarama here kana kuti rwakatsakatika. Nyanzvi yakadzidzira chidzidzo ichi anonzi chiambamhuka.