Tematema (tɛmɑːtɛmɑː/ Chirungu: Jet black) ruvara rwaka sviba kudarika Nhema, ineka penyero kesimbi. Shoko rekuti tematema kana nhemanhema rinobva kumashoko ekuenzanisa ruvara rezvinhu zvitema. Muenzano iri yekuti: "Ane hambautare tematema", kana kuti "ane vhudzi tematema".

Thumb
Mavara matema. Ruvara ruri kwekutanga, kuruboshwe ndiro ruvara tematema.
Thumb
Mhando dzemavara matema.

Chirevo

Ruvara tematema rinoshandiswa munhu paanenge achida kutsanangura chinhu chaka svibirira, kudarika ruvara rutema pacharo.

Rinogona kushandiswa semienzano iri pazasi:

  • Tematema ruvara rwakasvibisisa rwe vhudzi tema.
  • MuChirungu pane vanhu vane zita rekuti 'Jet Black'.
  • Uye muAnime inonzi Cowboy Bebop pane munhu anonzi Jet Black zvekare.

Zvinhu zveruvara tematema

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.