From Wikipedia, the free encyclopedia
Vasalama (kureva Muslims; Chiarabhu: المسلمون, al-Muslimūn, kureva. "Submitters [to God]") paushoma tinoti Musalama, kana M'yisalama vanhu vatenda zvidzidziso zve Uyisalama, chinamato che Uabarahama chinotenda Mwari mumwechete. Vanotenda Kurani serugwaro rwakakosha muChiisalama uye vanotenda kuti ishoko raMwari wa Abarahama (kana Allah) sezvarakaudzwa kuna Muhammad, svikiro ikurusa muUyisalama.
Tingavati zve Valasamani uye Musalamani kana ari munhu mumwechete.
Iro zita rokuti Vasalama rinorea kuti "Verugare".
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.