2012

From Wikipedia, the free encyclopedia

Remove ads

Gore ra-2012 (sho: zvuruzviiri-neguminembiri) raive gore rinjee rakatanga musi wa Svondo muKarenda ya Gregori. Raive gore re zvuruzviviri-negumimbiri muZera Rinjee (ZN) uye Anno Domini (AD) dzemishariro, gore rechiguminembiri muWurukati rechiTatu uye Zanagore re Makumimairi-nemotsi, pamusoro pezvo, raive gore rechitatu muGumikati reMa2010.

Imwe horokodzwa Wurukati:, Zanagore: ...
Remove ads

Zvivuko

Gore ra2012 ndiro rakange rakavukirwa kuti raive gore rekupera kwezvinhu zvose pasirose. Gore ra2012, kumamwe makarenda raive gore ra2020, izvi zvinoenderana nema karenda anosangai Karenda ye Vamaya, Karenda ye Sansikirit uye Karenda ye Itopiya, gore rainzi 2020 nevamwe vanhu vose ivo vaive mugore ra2012. Gore ra 2020 sezvinozivikwa pasirose ndiro gore rakatanga Dzihwamupengo, pamwe makarenda aya aivuka kushanduka kwe rugare ne kurarama sekwunozivikwa nevanhu vose, nekuti hupenyu hwakashanduka kakuru kubva mugore iroro.

Remove ads

Mashoko

  • Wurukati,- kureva millennium, kubva pa Churu/Chiuru uye mwaka (season, age)
    • Mwakauru - millenary, chiliad?
      • Wurukati ritatu - kureva mileniyamu itatu
  • Mukorezana, Zanagore - kureva century, kubva pazana uye kati kureva mwaka (age, season).
    • Zanakati - centenary, centennial?, hundredth season
  • Gumikati, Mukumikati - kureva decade, decennium, uye pahuwandu makumikati
    • Mwakakumi - decennary?

Ringai zve:

  • 2012 muZimbabwe
Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads