Bemba
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Bemba mutauro weBantu unowanikwa kuZambia.
Mazwi Anotodza Shona
- Bemba inoti uku-lia (to eat) kureva: kudya.
- Bemba inoti uku-nwa (to drink) kureva: kunwa.
- Bemba inoti ukw-umfwa (to feel) kureva: kunzwa.
- Bemba inoti uku-ya (to go) kureva: kuza.
- Bemba inoti uku-belenga (to read) kureva: kuverenga.
- Bemba inoti ukw-ipika (to cook) kureva: kubika.
- Bemba inoti ukw-icala (to sit) kureva: kugara.
- Bemba inoti mubiye (friend) kureva: shamwari.
- Bemba inoti ukw-enda (to walk, to travel) kureva: kuenda.
- Bemba inoti uku-lisha (to play an instrument) kureva: kuridza.
- Bemba inoti uku-temwa (to like) kureva: kuda.
- Bemba inoti uku-washa (to wash) kureva: kuwacha.
- Bemba inoti uku-panga (to make) kureva: kupanga kana kugadzira.
- Bemba inoti uku-longa (to pack) kureva: kuronga.
- Bemba inoti ndalama (cash, money) kureva: mari.
- Bemba inoti ndeke (aeroplane) kureva: ndege.
- Bemba inoti ngulube (wild pig) kureva: nguruve.
- Bemba inoti insala (hungry) kureva: nzara.
- Bemba inoti nama (meat, animal, beast) kureva: nyama kana mhuka.
- Bemba inoti ukulwala (sick) kureva: kurwara.
- Bemba inoti ubowa (mushroom) kureva: hohwa.
- Bemba inoti icimbushu (toilet) kureva: chimbuzi.
- Bemba inoti uku lemba (to write) kureva: kunemba kana kunyora.
- Bemba inoti icilembelo (pen or pencil) kureva: peni kana penzura.
- Bemba inoti uku-samba (to bath) kureva: kushamba.
- Bemba inoti uku-lima (to farm) kureva: kurima.
- Bemba inoti uku-shana (to dance) kureva: kudzana.
Remove ads
Mamwe Mazwi
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads