Chibhunu

From Wikipedia, the free encyclopedia

Remove ads

Chibhunu (nge. Afrikaans; zvichireva kuti Mwafurika), kana Chimwanadhachi, mutauro weChidhachi chemadokero unotaurwa kuAfruika Chamhembe, Namibhiya, uye, kuushoma kuVutswana, Zambia, uye Zimbabwe. Yakakura kubva pa Chidhachi cheHolland (mutauronyina we Chiholandi) unotaurwa ne Vayuropu (Chidhachi, Chifurenji, uye Chijerumani) vakagara ne varanda vavo muAfurika Chamhembe, kwayakatanga kukura zvakasiyana muzanagore rechi 18. Chibhunu unofungirwa kuva Chikreole asi chechishoma kwete chizhinji.

Imwe horokodzwa Unonzizve:, Ichizvarwa che: ...
Remove ads

Tarisai futi

Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads