Chitenderano
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Chitenderano (covenant) zvinoreva chibvumirano chinoitwa nemhiko chine zvisungo zvinofanirwa kutevedzwa uye zvibereko zvinowanikwa kubva pachiri kana munhu atevedza murayiro wechitenderano ichi.
- Tsarukana (to be or to make sure; to make up one's mind). Natsa kutsarukana - make up your mind and don't change. Handinatse kutsarukana kwandiri kuenda - I am not sure where I am going.
- Zvakatsarukana kana yakatsarukana (that which is sure, established) zvichireva zvinhu zvine zvakadzikama pakusashanduka.
Remove ads
Mitauro yeAfrika
- VaVenda vanoti thalukanyo (n. intellect; Inteliigence) vachireva huchenjeri.
- Kutuk vanoti sar (v. to direct, to judge) vachireva kutonga mhaka. Mamwe mazwi: sara (judge). Saran (v. to judge).
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads