Gabhoni

From Wikipedia, the free encyclopedia

Gabhoni
Remove ads

Gabhoni (kureva Gabon; pachihofisi inonzi Rudhende rwe Vugabhoni (Fur: République gabonaise), inyika iri kumadokero e hombekombe reAfurika ye Pakati. Yakagadzikwa paikweta, yakaganhurwa ne Gini yepaIkweta kumaodzanyembaemadokero, Kameruni kumaodzanyemba, Rudhende rwe Vukongo kumabvazuva nekuchamhembe, uye Guhwi re Gini kumadokero.

République Gabonaise
Thumb Thumb
National motto: Union, Travail, Justice
Thumb

Gabhoni ine ruwa rungasvike pamwe 270,000 skweya makiromita (100,000 sk mi) uye huwandu hwe vanhu vayo unofungirwa kusvika 2.3 miriyoni. Mune mapani ekosti, makomo (makomo e Cristal uye Chaillu Massif riri pakati), uye savhana kumabvazuva.

Vanhu vekuGabhoni vanonzi Vagabhone uye munhu mumwe anonzi Mugabhone/Mgabhone.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze
Remove ads
Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads