Homwe

From Wikipedia, the free encyclopedia

Remove ads
  • Homwe (pocket, bag) zvichireva home iri pachipfeko.
  • Homwe yeMari (account) zvichireva rugwaro rwepakachengetwa mari kubhanga.
  • Homwe (spirit medium) zvichireva munhu anosvikirwa neshave.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.
Remove ads
Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads