Kubvuva
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
- Kubvuva (Catch fish with a net in deep water apa kureva kubata hove nemambure.
- Kubvuva, bvuvo kana bvuururo (1. Weed field with few weeds in it. 2. Weed for second or third time) apa kureva kusakura kechipiri kana kechitatu.
- Kubvuva (Convert someone to Christianity) apa kureva kutendeutsa munhu kuchitendero chaKristsu.
- Bvuvo kana mabvuvo (1. Second or third weeding, 2. Food and drink for second or third weeding)
- Bvuururo (Food and drink for second or third weeding)
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
Remove ads
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads
