Kutengeserana

From Wikipedia, the free encyclopedia

Remove ads

Kutengeserana (buying and selling, trading) zvinoreva kutenga nekutengesa pakati pevanhu kana nyika.

  • Kutenga (to buy) zvinoreva kubhadhara mari kuti chinhu changa chiri chimumwe chichiva chako.
  • Kutengesera (to sell) zvinoreva kubhadharwa mari kuti chinhu changa chiri chako chichiva chomumwe.
  • Kutengera (to buy) zvinoreva kutenga chinhu uchizopa mumwe munhu, kana kutenga chinhu pachinzvimbo cheumwe munhu.
  • Kutengerwa (to have one buy for you).
  • Kutengerana (to buy for each other).
Remove ads

Mitauro yeBantu

Remove ads
Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads