Mbereko

From Wikipedia, the free encyclopedia

Remove ads
  • Mbereko (reproductive capacity of person).
  • Mbereko (Baby Carrier made from cloth).

Mamwe Mazwi

  • Hwusha (Girdles supporting mbereko). Vamwe vanoti rukusha.
  • VaZigula vanoti mbereko (n. babies; children). Sokuti Mbereko yao chinji nani wana chiche tu kureva - Vana vavo vazhinji vasikana.
  • Umbundu inoti ociveleko kureva mbereko yekubhabhura mwana.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.
Remove ads
Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads