Mbombo kana chimbombo (Very Big). Mbombo kana hombiro (Large male baboon). Mbombo kana mupfumi (Very rich person, 2. Pretentious, ostentatious person - jita) Mbombodza, hupa kana mukwandari (Huge person). Mitauro yeBantu Barotse vanoti mbombo (n. a rich man) kureva munhu mupfumi. Loading related searches...Wikiwand - on Seamless Wikipedia browsing. On steroids.Remove ads