Nelson Mandela

From Wikipedia, the free encyclopedia

Nelson Mandela
Remove ads

Nelson Rolihlahla Mandela (18 Chikunguru 1918 – 5 Zvita 2013) vaive mushingairi werukaza-Pambutso (kureva Apartheid) wekuAfurika Chamhembe vakashanda seVamtungamiri wokutanga weAfurika Chamhembe kubva muna 1994 kusvika 1999. VaMandela vaive mtungamiri mutema wokutanga uye wokutanga kusarurwa kumirira saruro ye utemabanze izere. Hurumende yavo yainge yakabindikita kugurunura nhaka ye pambutso nekutsigira ruyanano rwe ganda. Muruambazano vaive mudhidhizhi uye nyarunzanga wechiAfurika, vakashanda se vamtungamiri webato reGuruundano reUdhidhizha reAfurika (GUA) kubva muna 1991 kusvika 1997.

Imwe horokodzwa Vakuru OMP SBG SBS CLS DMG MMS MMB, 1st President of South Africa ...

VaMandela vaiveMuxhosa, vakazvarwa mudzinza remhuri ya Thembu rorw'umambo rwekuMvezo, muAfurika Chamhembe. Vakadzidza mutemo kuYunivhesiti ye Fort Hare uye ne Yunivhesiti ye Witwatersrand vasati vashanda segweta muJoza.

Remove ads

Ringai zve:

Mashoko okuziva

  • vamtungamiri - president
  • Mudhidhizhi/Mdhidhizhi kureva nationalist
  • Nyarunzanga - kureva socialist
  • Ruambazano - kureva ideology
  • Guruundano reUdhidhizha reAfurika (African National Congress)
  • rw'umambo - kureva royalty
Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads