Neparu

From Wikipedia, the free encyclopedia

Neparu
Remove ads

Neparu (muChineparu: नेपाल) kudhara yainzi Rufedherari rweUtemabanze weRudhende rwe Neparu (Nep: सङ्घीय लोकतान्त्रिक गणतन्त्र नेपाल), inyika yakakomberedzwa irikuChamhembe cheEzhiya. Yakagadzikwa pachikuru muMahimalaya, uye inosanganisa zvikamu zveIndo-Gangetic Plain, rinoganhurana ne Vupangamene weChisi cheChayina cheTibheti kumaodzanyemba, India kuchamhembe, mabvazuva uye madokero, ichipatsanurwa zvidoko-doko neBhangiradheshi ne Siliguri Corridor, uye neBhutani nekuda kweMuvuso weIndia weSikimu. Gutaguru uye gutarihombe rayo iKathmandu.

Imwe horokodzwa Rufedherari rwe Utemabanze weRudhende rwe Neparu, Mitauro ye chihofisi ...

Vamtungamiri: Bidhya Devi Bhandari (2015)

Vamtungamiri mpiri: Khadga Prasad Sharma Oli (2015)

Remove ads
Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads