Rushinga
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
- Rushinga, Zimbabwe (Rushinga District) idunhu riri kuMaodzanyemba kweMashonaland Central, Zimbabwe.
 - Rushinga rwePfungwa (Restlessness, impatience) apa kureva kusagadzikana mupfungwa kana mumoyo - kazhinji kunoitika kana zvinhu zvisina kumira zvakanaka.
 
Mitauro yeBantu
- VaWanga vanoti olushinga (hair of a cow’s tail; noose made from hairs of a cow's tail, for catching quail, etc) vachireva uzande hwemuskwe wemombe.
 
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.  Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.  | 
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads
