Saghala

From Wikipedia, the free encyclopedia

Remove ads

Saghala kana Sagalla mutauro unowanikwa kuKenya.

Mazwi Anotodza Shona

  • Saghala vanoti kutula (v. to put down, encamp) kureva kutura. Mamwe mazwi: nguo (n. calico) kureva nguo.
  • Saghala vanoti dali (wilful) kureva madara. Mamwe mazwi: kasha (n. box, case) kureva chikasha.
  • Saghala vanoti kujika (to descend) kureva kudzika. Mamwe mazwi: ulume (n. bravery; courage).
  • Saghala vanoti kulya (to eat) kureva kudya. Mamwe mazwi:isanzu (n. barrier; fence).
  • Saghala vanoti ng'ombe (an ox) kureva mombe. Mamwe mazwi: kilonda (abcess) kureva chironda.
  • Saghala vanoti fungula (open) kureva kufugura. Mamwe mazwi: kale kureva kare.
  • Saghala vanoti mundu (a man) kureva murume. Mamwe mazwi: ifulo (bubble) kureva furo.
  • Saghala vanoti mchana (a younf woman) kureva musikana. Mamwe mazwi: njala kureva nzara.
  • Saghala vanoti mlomo (mouth) kureva muromo. Mamwe mazwi: iziso kureva ziso.
  • Saghala vanoti chara (finger) kureva munwe. Mamwe mazwi: ijua kureva zuva.
  • Saghala vanoti chuma (iron) kureva simbi. Mamwe mazwi: uki kureva huchi.
  • Saghala vanoti ufwa (an inheritance) kureva rifa. Mamwe mazwi: ulili kureva uriri.
  • Saghala vanoti lumbo (song) kureva rumbo. Mamwe mazwi: kuimba kureva kuimba.
  • Saghala vanoti kituli (mortar) kureva duri. Mamwe mazwi: mbuzi kureva mbudzi.
  • Saghala vanoti kalinga (how many times) kureva kangani. Mamwe mazwi: mwali (n. bride) kureva mwenga.
  • Saghala vanoti kushaia (to love; to accept) kureva kuda. Mamwe mazwi: kushaiana (love one another) kureva kudanana.
  • Saghala vanoti kupasa (to cut) kureva kucheka. Mamwe mazwi: kupasa-pasa kureva kucheka-cheka. Fananidzai nokuti mhaswa?
  • Saghala vanoti mlamba (baobab tree) kureva muwuyu. Mamwe mazwi: mhari (barber) kureva mugeri.
  • Saghala vanoti matandiko (bedding) kureva uriri. Mamwe mazwi: seke (n. bladder) kureva furidzo.
  • Saghala vanoti mshani (n. blacksmith) kureva mhizha. Mamwe mazwi: kushana (to forge) kureva kupfura simbi. Fananidzai nokuti Musanhi.
  • Saghala vanoti kuwaka (to blaze; to burn; to flame) kureva kuririma. Mamwe mazwi: mlombi (beggar) kureva rombe.
  • Saghala vanoti kudusula (to break) kureva kutushura. Mamwe mazwi: kizinga (brand) kureva rupawo.
  • Saghala vanoti kuita (to call) kureva kusheedza. Sokuti: Ita uri kuda musikana chete, kwete kuti ndiye akarurama pane vose.
  • Saghala vanoti kuela (dawn) kureva kuyedza kwekunze. Mamwe mazwi: kuvumbula (discover).
  • Saghala vanoti kupepea (v. fan) kureva kupepera. Mamwe mazwi: kugemuka (to fall into a hole) kureva kuwira.
  • Saghala vanoti unga (n. flour) kureva flawa. Mamwe mazwi: kufungula (to free, let loose) kureva kusunungura.
  • Saghala vanoti mkoa (n. belt, girdle) kureva bhande. Mamwe mazwi: mkono kureva chipo.
  • Saghala vanoti Mlungu (n. God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: sangalawe (gravel) kureva rukangarahwe.
  • Saghala vanoti ikosa (n. guilt) kureva mhosva. Mamwe mazwi: kukosa (to do amiss; blunder) kureva kukanganisa.
  • Saghala vanoti mafundisho (instructions). Mamwe mazwi: maseko (joke) kureva nyambo.
  • Saghala vanoti kudongoza; kulongoza (v. lead) kureva kutungamira. Mamwe mazwi: mdongozi; mlongozi (n. leader) kureva mutungamiri
Remove ads

Mamwe Mazwi

Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads