Ringazuva
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Ringazuva (Nge: sunflower, Swa: alizeti) kana řingazuva zita raro re sainzi i Ruvarezuva mugore (Helianthus annuus), imhando ye Ruvarezuva (Helianthus) inorimwa kushandisirwa kugadzira mafuto. Rudzi urwu rwe ringazuva runoshandiswawo sechikafu cheshiri dzesango, sechipfuyo chekudya (sekudya kana dzinde resiraji (silage)), muhushangazhi umwe wekushandisa, uye sechishongo mumagadheni epamba. Chirimwa ichi chakatanga kuchengetwa muAmerika.
Remove ads
Zita
Zita reChingezi rekuti sunflower rinogona kubva pachimiro chemusoro weruva racho, nekuti chakafanana nezuva. Asi muChishona kuringa irimwe izwi rinoreva kuti kutarisa - sanga ringazuva zvinoreva kuti tarisa zuva, zita iri rakapuwa nekuti ringazuva rinoteveera zuva uye rinoringa kumabvazuva kana rakura risisatevere zuva.
Mamwe mapeji ekutarisa
- Ruvarezuva
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads