Testamende Itsva
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Testamende Itsva kana Testamenthe Ritsva chikamu chechipiri mukupatsanurwa kwe Bhaibheri rinogashirwa. Rinotaura nezve zvidzidziso uye umunhu wa Yeshua, nezve zviitiko zve Ukristu we Zanagore Rekutanga. Horokodzwa ye Testamende Ritsva, chikamu chekutanga cheBhaibheri rechiKristu, rinonzi Testamende Yekare, rinotaura pakakura zvimwe nezviri muBhaibheri rechiHebheru; pamwechete anonzi Gwarodzvene rinoyera be Vakristu.
Testamende Itsva iunganidzo remahhwaro eChikristu akanyorwa pokutanga ne Chikoine-Giriki, munguva dzakasiyana ne vanhu vakasiyna. Makenoni eTestamende Yekare anosiyana dzimwe nguva zvichienderana ne madhinominesheni e Ukristu, asi man'wadhi ose makumimairi-nenomwe emuTestamende Itsva anotendwa ne Vakristu vose pasirose kubva mu-Late Antiquity. Nekudaro, Testamende Ritsva rine man'wadhi makumimairi nenomwe:
Remove ads
Ringai zve:
- Bhaibheri
- Udorongodzwa hwe Mavhangeri
- Upenyu hwa Jesu muTestamende Itsva
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads