Unda
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Unda (kureva land; area) kana wunda, sokutodza mashandisirwo eshoko iri muChishona, uye kuitira kusiyanisa mashoko ose anoshandiswa achiturikirwa shoko rokuti "dunhu". Shoko rokuti unda rinowanikwa mumashoko okuti munda, nharaunda, gundamunda - zvose zviri vikamu zvenzvimbo. KuChindau iro shoko rokuti ndau rinoshandiswa kuturikirwa chisi zve.
Mamwe mashoko
- Nharaunda ishoko rinoturikirwa community.
- Ruwa rinoturikirwa area.
- Musha kureva rural area, rural homestead
- Mhotedzero rinorevawo kuti environment.
- Dunhu rinoreva kuti province
- Dunhudiki - district
- Dawara kana teritori - territory; kubva pana tavara/tawara
- Chisi kana rhijoni rinoreva kuti region
- Nzvimbo rinoreva kuti place, space
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads