Shanje
From Wikipedia, the free encyclopedia
Shanje, ndurumwa kana godo (envy, jealousy) zvinoreva kurwadziwa nepamusana pokubudirira, kupfuma, kunaka kana kudiwa kweumwe.
Shanje ine divi rinotaurwa rakanakawo, sokuti mukadzi anoita shanje nemurume wake - ipapo pasina chakaipa nokuti kuchengetedza imba yake.