Svikiro
From Wikipedia, the free encyclopedia
Svikiro[1] (Nge. prophet, priests, spirit medium) kureva munhu anosvikirwa ne mweya mutsvene achiudzwa nezvinhu zvevanhu, madzinza, madhidhizha kana nyika.
Muchinyorwa cha Lovemore Togarasei anotaura nezve svikiro - muporofita.
- Chekutanga, achinyora anotsanangura kuti Bhaibheri pacharo harina kupa chirevo cheshoko rokuti svikiro (muporofita), asi rinotaura nezvinoitwa ne svikiro (muporofita) (zvichienderana nechitendero cheVahebheru).
- Chechipiri, pane zviito zvizhinji zvinoitwa ne svikiro, zvinobva zvaomesa kutsanangura chirevo cheshoko iri.
- Chechitatu, panekakuwanda kwekusika chirevo zvichienderana nemafungirwo eshoko racho echimanjemanje.[1]