Bunoge
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Mazwi Anotodza Bantu
- Bunoge inoti kómúnù (n. salt) kureva munyu.
- Bunoge inoti wénámà (n. body) kureva muviri. Bunoge inoti nàmá (n. meat) kureva nyama.
- Bunoge inoti bàmbù (n. wrap for carrying baby on back) kureva kubhabhura.
- Bunoge inoti bámbà (width) kureva hwasha. Mamwe mazwi: bamba (wide).
- Bunoge inoti tá:ndù (three) kureva tatu. Bunoge inoti sé:léwⁿ (eight) kureva sere.
- Bunoge inoti sè:léⁿ-sè:léⁿ (eight at a time) kureva sere sere.
- Bunoge inoti nɔ́:mɔ̀ (five) kureva shanu. Fananidzai nokuti nomwe?
- Bunoge inoti gè:ndà (v. go) kureva kuenda.
- Bunoge inoti tòmbò, tóŋólè (v. become cold) kureva kutonhora.
- Bunoge inoti bara (add) kureva wedzera. Mamwe mazwi: baro-; baro-; bare.
- Bunoge inoti nùŋgù (n. pottry) kureva hari. Shambala, Lozi vanoti nyungu (n. cooking pot) kureva poto yekubikira.
- Bunoge inoti ɲòŋgá bo (is slender) kureva kuti mutete. Mamwe mazwi: ɲɔ́ŋgɔ̀ (slender person) munhu mutete. Fananidzai nokuti Manyonga.
- Bunoge inoti tùmbá bò (is short) kureva kupfupika. Mamwe mazwi: tùmbù kureva kupfupika.
- Bunoge inoti bàndá (outside) kureva panze.
Remove ads
Mamwe Mazwi
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads