Kudengedza
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Kudengedza, kudengeza kana kudengezera (Balance on head) zvinoreva munhu akatakura mutwaro pamusoro iye asina kubatirira pamutwaro wacho. Sokuti madzimai vanodengedza zvirongo zvemvura.
Mamwe Mazwi
- dengai (ideophone of Balancing; 2. of Showing pride or disdain - especially by gait). Ndakaona munhu akati dengai pachiruvi chemba: I saw a man standing balanced on the top of the roof.
- Kudengaidza (Set up something delicately balanced. 2. Make proud. Cause to show disdain).
- Kudengaira (Walk, balancing carefully. 2. Show pride or disdain. Unodengaira sorufu: you are as proud as (or, as uncertain as) death.
- denge (ideophone of Balancing). Tarisa kuno, ndinoti denge zvangu, kana kumbobatira kwete: look how I am balancing without holding on to anything.
Remove ads
Mitauro yeBantu
- VaMambwe vanoti kutengezela (to carry anything on the head without supporting with hands) kureva kudengezera.
- Baila vanoti kutengenezha (to bear or carry on head without holding, as women do water) kureva kudengeza.
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads