Kutonda

From Wikipedia, the free encyclopedia

Remove ads

Shoko rokuti kutonda (to face; see straight; aim straight) rinoreva kutarisa wakati kwakananga maziso ndiko kwakananga chiso.

  • Kudondeka (to look straight) zvirinoreva kutarisa wakati kwakananga maziso ndiko kwakananga chiso.
  • Mutondokodzwa kana kuti mutondokozwa anenge mashoko asi anomborevei?
  • Mutondwe (Destination).
  • Kondeka (invert) apa kureva kupidigura chinhu kuti kunofanirwa kuva pamusoro kwave pasi.
Remove ads

Kurerutsa Mutauro

  • Donda (1. Come across i.e happen to find; 2. Point to; 3. Head for a destination) kunanga kana kutonda.
  • Zviuya hazvidondani: it never happens that two perfect people get married.
  • Madondekana nenguva: you arrived at the right time.

Kurerutsa Mutauro yeBantu

  • VaLenje vanoti tondeka (point with finger; point out; point at; show; aim at) vachireva kutondeka.
  • VaKomo vanoti dhonda (v. find, meet, rejoin).
Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads