Mapfunde
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Mapfunde (Sorghum) imhando yehuswa hune dzimwe mhando dzinorimwa mbeu dazacho dzichidyiwa. Dzimwe mhando dzemapfunde anoshandiswa sekudya kwemombe uye mamwe anorimwa kuti ave mafuro. Dzinde iri rinokura munzvimbo dzinodziya muzviwumbe zvose asi mbeu iyi yakanga ichikura kuAfrica, Asia neMexico kubvira kare.

Mashandisirwo
Kune mhando imwe yemapfunde yakakosha yechirimwa inoshandiswa inodyiwa sembeu, sekudya kwezvipfuyo, uye kubika doro, nokugadzira mafuta emuchovha. Mhando zhinji dzemapfunde dzinokunda kupisa uye dzinorarama munguva yeshangwa kana kuti kushomeka kwemvura. Mapfunde anoshanda sechikafu chikuru munzvimbo dzine chitsama dziri muAfrica, Central America ne South Asia.
Remove ads
Mhando dzeMapfunde
Mazita ari pano anosiyana nematunhu, mamme acho anokwanisa junge achidudza mando imwechete yemapfunde.
- Chimhondoro (Brown variety sorghum).
- Chakwechana (variety Sweet sorghum).
- Chebedyana (White variety sorghum).
- Chifumbata (variety Brown, compact, small-headed sorghum).
- Chigwadara Short, bright compact-headed variety of sorghum).
- Chikotakota (White, drooping-headed variety of sorghum).
- Chikudo (variety of sorghum).
- Chimbwachafa (Brown var sorghum).
- Chimondo (Short, white var sorghum).
- Chindindindi (Short, brown var sorghum).
- Chishumba (var Sweet sorghum).
- Dehwe kana dewe (white variety sorghum). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Mudehwe?
- Gangara (variety of Sorghum - tall stalk long head).
- gundamapunga (variety Sorghum - white).
- Hoteko (White variety sorghum).
- Kanonenga (variety Sweet sorghum).
- Kanyawara (variety Sorghum).
- Mhongwe (variety Sweet sorghum).
- Muchena (White, rough-headed var sorghum).
- Mudyakwose (variety Sweet sorghum).
- Mukadziusaenda (Early maturing variety sorghum).
Remove ads
Mamwe Mazwi
Mitauro yeAfrika
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads