Mazita eChishona

From Wikipedia, the free encyclopedia

Remove ads

Mazita eChishona ari pachinyorwa chino mazita ari kushandiswa mazuva ano semazita ekupiwa. Mazita eChishona akawanda nokuti mamwe mazita anopiwa zvichienderana nokuti vabereki kana mhuri iri padanho rakadii muupenyu. Sokuti mhuri yabva mukufirwa inokwanisa kupa mwana azvarwa panguva iyoyo zita rokuti Munyaradzi kana kuti Tanyaradzwa.

Pachikamu chino hapana kunyorwa mazita emhuri. Mazita ari pano akanyorwa zvichitevedza marongerwo ezviperengo zvemavara nemashoko kana bumbiro re mabhi.

Remove ads

Chinangwa

Chinangwa chechinyorwa chino ndiko: kudada nerudzi rwedu; chimiro chedu; nekwatinobva, kuita manyawi nemutauro wedu; kutenda nekurumbidza Mwari kuburikudza nemazita edu; tiine tariro yokuti ramangwana redu rinodadisa.

Vamwe vedu vechitema vari kune dzimwe nyika vanopa vana vavo mazita emutauro wavo; ndicho chishuwo chiri pano kuti tipfumbidze nokupemberera rurimi rwedu rwatakapiwa naiye musiki.

Tarisiro ndeyekuti mazita ari pachinyorwa chino achapfuuura 500; pari zvino mazita aripano anodarika 400.

Remove ads

Mazaita Anodikanwa

A

Imwe horokodzwa Zita, Chirevo ...
Remove ads

B

Imwe horokodzwa Zita, Chirevo ...
Remove ads

C

Imwe horokodzwa Zita, Chirevo ...
Remove ads

D


Imwe horokodzwa Zita, Chirevo ...
Remove ads

E

Imwe horokodzwa Zita, Chirevo mu Chishona ...
Remove ads

F

Imwe horokodzwa Zita, Ruvambo ...
Remove ads

G

Imwe horokodzwa Zita, Ruvambo ...

H

Imwe horokodzwa Zita, Tsananguro ...
Remove ads

I

Imwe horokodzwa Ruvambo ...


Remove ads

J

Imwe horokodzwa Zita, Tsaanguro ...

K

Imwe horokodzwa Tsananguro, K, Kh ...

M

Imwe horokodzwa Zita, Tsananguro ...

N

Imwe horokodzwa Zita, Ruvambo ...

O

Imwe horokodzwa Tsananguro, O- ...

P

Imwe horokodzwa Zita, Tsananguro ...

R

Imwe horokodzwa Tsananguro, Ra-/Rha-/Rwa-/Rya- ...

S

Imwe horokodzwa Zita, Chirevo mu Chishona ...

T

Imwe horokodzwa Zita, Tsananguro ...

U

Imwe horokodzwa Zita, Tsananguro ...

V

Imwe horokodzwa Zita, Tsananguro ...

W

Imwe horokodzwa Tsananguro ...

Y

Imwe horokodzwa Zita, Ruvambo ...

Z

Imwe horokodzwa Zita, Ruvambo ...
Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads