Dova
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Dova (dew in English) zvinoreva madonhwe emvura anowanikwa pazvinhu zvitete sokuti mashizha, huswa nezvimwewo. Dova rinoonekwa munguva yemangwanani kana husiku. Kunze pakunenge kwotonhorera nguva yehusiku, mashizha anorasa madziya otanga kutonhora - ipapo hunyoro huri mumhepo huno bundira huchiva madonhwe emvura pamashizha.
Tsika
Mitauro yeAfrika
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads