Mudzimu

From Wikipedia, the free encyclopedia

Remove ads

Mudzimu (Nge. spirit of family; ancestral spirits) midzimu kana vadzimu pahuwandu zvinoreva shavi re mhuri ne hama dzakafa. Mutsika ye Vashona kuti munhu aitwe mudzimu kunobatwa seremoni re Kurova guva makore maviri apfuura kubva musi wakafa munhu, ndipo pano danwa shavi rake kujoinha vamwe vakafa vemhuri yacho. Vanhu vanotenda kuti kana munhu akasainvhaitwa piriyodhi ye nguva ichipo anoipedzisira aita chipo, ndipopaanozoita shavi rakashata, kana chipoko.

Muchikaranga chedu tinotenda zveNyikadzimu iyi ndiyo nyika igere Vadzimu parufu (munhu wese achazove mudzimu rimwe zuva, saka zvinoreva kuti Nyikadzimu ndiro "denga" rinotendwa mutsika yedu). Midzimu inodanwa nevanhu pavanoda rubatsiro sezvinoita Vakristu kudana Vasande.

  • Mudzimu waive Disembodied spirit futi.[1]
Remove ads

Mitauro yeAfrica

  • Chuabo vanoti muzimu (n. spirit).

Tarisai futi

Mabviro eruzivo

Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads