Ndarama

From Wikipedia, the free encyclopedia

Ndarama
Remove ads

Iyi isimbi ine ruvara rwakada kuita kunge pakati pezai mbishi uye riine kupenya. Simbi iyi inodaidzwa kunzi gold pa chiRungu. Simbi iyi ndiyo inokwanisika kupambadzirwa kupfura dzimwe simbi dzese. Inoshandiswa pakugadzira zvinemeso zvinodhura zvinenge mhete, ndoro, chuma. Inoshandiswawo kugadzira zvinhu zvemagetsi zvinodhura nekuti ino kwanisa kufambisa magetsi (conductor).

Thumb
Dhinha reNdarama gurusa rine huremu 250 kg. Toi museum, Japan.
Remove ads

Mamwe Mazwi

Tsika

  • Nharangani kana shomekari (scarce object; rare) apa kureva chinhu chisingawanike nyore. Pamwe izwi rokuti nharangani ringashande kuzoturikira chinonzi rare elements kuEnglish.

Mitauro yeBantu

  • Chewa vanoti chikudu (gold) vachireva ndarama.
  • VaVenda vanoti ndalama (n. money) vachireva ndarama. Izwi rokuti ndarama rinotodza Greek inoti drachma (money).
  • VaDigo vanoti nyiririka (to glisten; to be shiny) kureva kuvaima. Ko manyiriri kana unyirinyiri chimbori chii?
  • Mandinka vanoti sani (n. gold) kureva goridhe. VaTonga vanoti kung'aima (v. glisten, gleam) zvichireva kuvaima.
Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads