Mandinka

From Wikipedia, the free encyclopedia

Remove ads

Mandinka kana Mandingo mutauro unowanikwa kuSenegal, Guinea, Guinea Bissau, Gambia.

Mazwi Anotodza Shona

  • Mandinka vanoti baabaa (n. father) kureva baba.
  • Mandinka inoti bumburungo (n. the whole) kureva mhumburu.
  • Mandinka inoti ceeni (n. chain, bracelet) kureva cheni.
  • Mandinka inoti doloo (n. palm wine, beer, alcohol) kureva doro.
  • Mandinka inoti fara (v. to tear; to cut) kureva kubvarura.
  • Mandinka inoti kuma (v. to sound) kureva kurira. Fananidzai nokuti kukuma kwemombe?
  • Mandinka inoti yirika (to count) kureva kuverenga.
  • Mandinka inoti basoo kana basa (n. mat).
  • Mandinka inoti taki (to strike) kureva kurova.
  • Mandinka inoti tamoo kana tamaa (n. cheek) kureva dama.
Remove ads

Mamwe Mazwi

Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads