Kubebenuka
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Kubebenuka (Recover consciousness) uye kupepuka kana kubebenura.
Mamwe Mazwi
Mitauro yeAfrika
- VaLenje vanoti shishimuka kana shisimuka (wake up suddenly, recover consciousness, come to life) vachireva kubebenuka.
- VaLenje vanoti langa (look about e.g. as showing life; return to consciousness) vachireva kubebenuka.
- VaLela vanoti cècká (vi, recover from illness) vachireva kupona.
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads