X

From Wikipedia, the free encyclopedia

X
Remove ads

X (ridoko "x"; zita raro ndi Xa) ibhii reChishona, uye ibhiihwaro[C 1] rinoshandiswa kuvumba mamwe matarabhii[C 2]. X chinzvanyira chiri mumurondedzwa wemabhiihwaro ekudzvanya[C 3] mumitauro zhinji inowanikwa muAfurika, uye kumitauro ye Chivanhu rinowanikwa kuChindau ne mitauronyina ye Chikaranga. Rinoteverwa na X.

Imwe horokodzwa Mabhi eChivanhu a /x/ ...

X anowanikwa sebhii rekuhhora[C 4], apo rinonyorwa zvakasiyana kuti pasakanganisike, saka x anonyorwa sa ẋ / kġ.

Remove ads

Mashandisirwo anoitwa X

Mashoko ekudzvanya

Mashoko ekuhhora

Nekuda kwe kugadzirwa kwe Standadhi Shona mabhii mazhinji anowanikwa mumitauro imwe haanyorwo sezvaanonzwika. Senge dhla- kuChikaranga, uye zve /ẋa/, iri harisi bhii rekudzvanya asi rekuhhora, kuti risiyaniswe ne /ẋa/ wekudzvanywa ringanyorwa futi sa /kġa/, do raiswa pamosoro pa /x/ raiswa kuti tikwanise kusiyanisa /xa/ wekudzvanya unowanikwa muChindau (nemitauronyina ye Chikaranga) - uye ndiwo manyorerwo ebhii iri kumimwe mitauro ye Chibantu senge Chisutu.

Senge:

  1. xhosa
  2. ẋhosa/kġosa

Mienzaniso a ẋa / kġa

  • hẋada, kġada - iekspresheni rinoshandiswa munhu ashamiswa zve, kana kureva kwete.
    • ẋa/kġe - pachayo anoshandiswa wo
  • hẋede, kġede - ishoko rinoshandiswa munhu ashamiswa.
    • ẋe/kġe - pachayo anoshandiswa
  • pẋanya, pkġanya - mhando ya pwanya.
  • ẋarani, kġarani - senge kuti harani.

Mashoko akabva kuChingezi

Mashoko akabva kuChingezi anowanikwa kuChishona anoshandisa 'x', anoshandurwa kuva na /sh/, /ks/ kana /s/.

ks, anowanikwa muChishona pachinonyorwa nekuda kwe unyope, senge kseni (kureva kuseni), kana ksasa (kureva kusasa) uye kana jekseni (kureva jekiseni).

  • oxygen - oksijeni
  • axial - akiso, aksiya
Remove ads

Chirevo:

  1. base letter., base consonant., kureva bhiihwaro
  2. digraph., digraphs., kureva tarabhii (ushoma); matarabhii (uwandu)
  3. aspirated; of letters., mashoko anowedzerwa 'ha' kana anonzwikwa sokufemererwa.
  4. guttural letter., mabhi ekuhhora

Mabviro eruzivo:

Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads