Chikepe
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Muhushangazhi hwemugodhi, chikepe (In Mines, an ore carrying skip) izwi rinoshandiswa kududza chivakwa chinoshandiswa kutakura matombo kubva pasi pemigodhi. Chikepe chinenge chakarembedzwa patambo yakagadzirwa ne steel uye chinofamba panjanji dzesimbi dzinodzika pasi pemugodhi. Njanji idzi dzinobatsira kuti chikepe chisazeya kana kurovera kumadziro emugodhi pachinodzika nokukwira.
Chikepe chihombe chinokwanisa kutakura matombo anodarika ma tonne makumi maviri, 20.
Tambo dzinotakura chikepe dzine mitemo yokuti dzinge dzichiongorworwa kuti dzichakasimba here zvichitevera mitemo yehurumende.
- Kune mhando yechikepe inoshandiswa kutakura vanhu kubva pasi pemugodhi; iyi inodanwa kunzi chikwera.
Remove ads
Mitauro yeBantu
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads