Chipande

From Wikipedia, the free encyclopedia

Remove ads
  • Chipande (Blade, first leaf at germination) apa kureva shizha rinotanga kumera kubva muvhu - semuenzaniso panomera chibage.
  • Chipande (Nhova) apa kureva nhova yemwana - iya nhengo yemusoro inodhebvenyeka panozvarwa mwana. Chipande ndicho chinotanga kuonekwa panobuda mwana achizvarwa.

Mitauro yeBantu

  • VaKongo vanoti kubanda (to begin, to start) kureva kutanga. Fananidzai nezwi rokuti chipande.
  • Vatauri veKinyarwanda vanoti kubanza (to do first).
  • Vatauri veKinyarwanda vanoti kubanzirira (to precede).
  • VaLubwisi vanoti kubanja (begin, establish), kureva kuvamba chinhu.
  • VaDigo vanoti mwandzo (first) vachireva pokutanga.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.
Remove ads
Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads