Chikongo
mutauro unotaurwa nevaKongo vanogara muAngola uye maCongo maviri From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Kikongo kana Kituba mutauro weBantu unowanikwa kuDemocratic Republic of Congo.
Mazwi Anotodza Shona
- Izwi rokuti mwana (Child) ndiro rimwe kuShona neKikongo.
- Izwi rokuti kudya kana kudia (to eat) rimwechete kuShona neKikongo.
- Izwi rokuti kunwa (to drink) rimwechete kuShona neKikongo.
- Kikongo inoti kwiza (to come) kureva kuuya. Kuza zvinoreva kuuuya muChiShona; sokuti Muzanebanga akauya nebanga.
- Kikongo inoti kwenda (to go) kureva kuenda.
- Kikongo inoti kubanda (to begin, to start) kureva kutanga. Fananidzai nezwi rokuti chipande.
- Kikongo inoti nzila (path) kureva nzira.
- Kikongo inoti muntu (person, someone) kureva munhu.
- Kikongo inoti kuwa (to hear) kureva kunzwa kana kuhwa.
- Kikongo inoti ndeke (bird) kureva shiri.
- Kikongo inoti nkuni (wood) kureva huni.
- Kikongo inoti mvula (rain) kureva kunaya kwemvura.
- Kikongo inoti mvula (year) kureva gore.
- Kikongo inoti tata (father) kureva baba.
- Kikongo inoti insi (country, groud, under, below) kureva pasi.
- Kikongo inoti nsinga (rope, cord) kureva tambo.
- Kikongo inoti nene (large, big) kureva chikuru.
- Kikongo inoti meza (table) kureva tafura.
- Kikongo inoti kufwa (to die) kureva kufa.
- Kikongo inoti fukama (kneel) kureva kupfugama.
- Kikongo inoti mfumu (king) kureva mambo. Vanobva vati kimfumu (Kingdom).
Remove ads
Mamwe Mazwi
- Kikongo inoti kusala (to work, to do) kureva kushanda kana kuita. Vanoti kisalu (n. work, job).
- Kikongo inoti kuzaba (to know) kureva kuziva.
- Kikongo inoti lukaya kana makaya pakuwanda (leaf) kureva shizha.
- Kikongo inoti mpangi (sibling) kureva mwananyina.
- Kikongo inoti mbongo (money) kureva mari.
- Kikongo inoti ndombe (black, negro) kureva munhu mutema.
- Kikongo inoti ntalu (price, value, figure, number) kureva mutengo.
- Kikongo inoti ngolo (hard, strong) kureva hukukutu.
- Kikongo inoti zoba (stupid) kureva dununu.
- Kikongo inoti mbote (good) kureva chakanaka.
- Kikongo inoti zenga (decide).
Remove ads
Zvivakashure Ki kana U
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads