Mandinka
From Wikipedia, the free encyclopedia
Remove ads
Mandinka kana Mandingo mutauro unowanikwa kuSenegal, Guinea, Guinea Bissau, Gambia.
Mazwi Anotodza Shona
- Mandinka vanoti baabaa (n. father) kureva baba.
- Mandinka inoti bumburungo (n. the whole) kureva mhumburu.
- Mandinka inoti ceeni (n. chain, bracelet) kureva cheni.
- Mandinka inoti doloo (n. palm wine, beer, alcohol) kureva doro.
- Mandinka inoti fara (v. to tear; to cut) kureva kubvarura.
- Mandinka inoti kuma (v. to sound) kureva kurira. Fananidzai nokuti kukuma kwemombe?
- Mandinka inoti yirika (to count) kureva kuverenga.
- Mandinka inoti basoo kana basa (n. mat).
- Mandinka inoti taki (to strike) kureva kurova.
- Mandinka inoti tamoo kana tamaa (n. cheek) kureva dama.
Remove ads
Mamwe Mazwi
Wikiwand - on
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Remove ads