Manyau

From Wikipedia, the free encyclopedia

Manyau
Remove ads

Muzvidzidzo fundoyetsimba, chemishonga, mugodhi, manyau (molten material) rinotaurwa kana magodo adziyiswa kusvika pahujoto hwekushanduka kuva mutuvi.

Thumb

Somuenzaniso mabwe ane simbi inonzi copper anodziyiswa kusvika pahujoto 1300oC apo anenge anyauka akatsvuka kuti piriviri nekupisa. Izvozvi zvakanyauka nokutsvuka kuburikidza nemoto ndizvo zvinonzi manyau kana kuti simbi yakanyakatika. Manyau anotaurwa pane chinhu chinoonekwa chiri godo pahujoto hwatinorarama asi chichizonyauka kana chapiswa nemoto wakawanda. Magodo emvura anonyauka pahujoto 0o tichikwanisa kuabata isu vanhu. Mvura haiverengwe pamanyau, zvakare mvura inenge isina kutsvuka nekupisa.

Remove ads

Mitauro yeBantu

  • MaZulu vanoti ulutsheke (n. Molten matter; liquid).
  • MaZulu vanoti ulutshekeza (1. Molten matter; liquid. 2. Liquid food; gruel).
  • MaZulu vanoti tshekeza (Move from side to side (of liquid), swill about; sway).
Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads