Tsamba

From Wikipedia, the free encyclopedia

Remove ads

Tsamba kana mwadhi (letter) zvinoreva gwaro rinonyorwa kubva kumunhu kuenda kune mumwe munhu riine mashoko akanangana nemunhu ari kunyorerwa zvichienderana nokuti hukama huri pakati pavo hukamayi. Tsamba dzinokwanisawo kunyorwa dzichibva kumasangano akasiyana siyana kuenda kune avo vavanoshanda navo kana kudyidzana navo. Kana tsamba ichinge yanyorwa inonosiyiwa kuPost Office kune avo vanoifambisa kuenda kwari kufanirwa kunosvika.

Remove ads

Mitauro yeBantu

Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads