Varungu

From Wikipedia, the free encyclopedia

Varungu
Remove ads

Tarisai futi peji re: Rudzi rweVarungu

Thumb
Varungu

Izwi rokuti Varungu, vazungu, makiwa kana Varumbi (Whiteman, European, Caucasian) rinoshandiswa kududza munhu ane ganda jena anobva kunyika dziri kuYuropu kana ane madzitateguru akabva kudunhu iri. Varungu vanowanikwawo kuRhashiya inova nyika ine chimwe chikamu chiri muEzhiya chimwe muYuropu.

Rudzi rweVarungu rwakapambira Pasirose munguva yokupamba kwavakaita Afurika, Maodzanyemba eAmerika, Chemhembe cheAmerika, Ostireriya neNyuzirandi.

Mutauro wekuEngland unonzi English, asi isu toti Chingezi. Shoko rokuti chingezi rinotaurawo pamusoro petsika dzeMangezi, nokumwe kutaura tori Chirungu kana Chirumbi.

Varungu ingochani zvikuru nekuda kwehumbwende hwavo.

Remove ads

Zita

Shoko rekuti murungu kana muzungu raishandiswa neVashona kureva vanhu vekumwe.

Kuvamwe vaBantu izita reMwari pakati pevanhu vanobva kuMabvazuva ne Pakati peAfurika asi rinonyorwa se Mulungu, Vaswahiri vanoti Mungu.[1]

Zvirevo

  • Chizungu manyoka haatani kuserera. The Portuguese policy is like (painful) bowels which quickly cool down.
  • Matione akaendisa Varungu kure. Curiosity made the Europeans travel far and wide.

Mitauro yeBantu

  • VaRundi vanoti irungu (loneliness, solititude) kureva kusurukirwa. VaNyoro vanoti irungu (uninhabited country, wilderness).
  • Swahili vanoti kiwa (adj. of persons: - poor; solitary, abandoned, outcast; 2. of things: -solitary, isolated). Mukiwa zvinoreva murungu.
  • Nyungwe vanoti mzungu (n. foreigner) kureva mupara. MaZulu vanoti isizungu (loneliness) kureva kusurukirwa.
  • Umbundu vanoti vindele (n. European). VaTsonga vanoti n'walungu (n. North).
  • Barotse vanoti mukuwa (European) kureva mukiwa. Mamwe Mazwi: bukuwa (n. where the white people live) vachireva kunogara makiwa
  • Herero vanoti ovina vi'ovirumbu (things of the yellow ones - white people). Herero vanoti otyi-rumbu kana Katyirumbu (nickname for a white man).
  • MaZulu vanoti veteza (Speak in a foreign language; speak in a croaking voice) kureva kutaura mutauro wevatorwa.
  • Xitsonga vanoti N'walungu (n. North) kureva maodzanyemba. Kinande vanoti omutukuru kana omusungu (the White).

Mabviro eruzivo

Loading related searches...

Wikiwand - on

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Remove ads